Chinobhururuka Chinomhara

Chinobhururuka Chinomhara

by Alfred Vhezha
Chinobhururuka Chinomhara

Chinobhururuka Chinomhara

by Alfred Vhezha

eBook

$5.99 

Available on Compatible NOOK devices, the free NOOK App and in My Digital Library.
WANT A NOOK?  Explore Now

Related collections and offers

LEND ME® See Details

Overview

Heino ngano yepasichigare inoita seyakanangana nezvanhasi.

Munyika yeZungunye, vanhu vatambura. Huhmondi, hundyire, kupamba zvipfuyo, mbeswa nevakadzi venyangwe machinda ake; aya ndiwo matongero aMambo Paradza. Zvavekutoda vechidiki vaneushingi kuti vaunze shanduko, vatungamirire vanhu kuneramangwana rerugare nebudiriro. Vakaita saMunyaradzi, mwana waIshe Manyumbu, nemudzimai wake, Ndakachinyei. Asi, kubvisa utongi hwaMambo Paradza handinyore. Undofirapo hwake unomutuma kuti awedzere uipi hwake. Zvavekutoda kuti vatongi varipumosoro nyangwe pamadzimambo vapindire. Chiitiko ichi chinoburitsa zvakavanzwa zvenhoroondo yemhuri yaMunyaradzi, nezvemasimba anotungamirira vanhu.

"What Goes Up Must Come Down"

Alfred Vhezha's first novel is set in precolonial times, yet resonates with contemporary Zimbabwe. The people languish under the tyranny of King Paradza. Pillage, murder, violation of the wives of even his loyal courtiers characterise his reign. It will take the courage of forward-thinking youth, such as Munyaradzi the son of vassal Lord Manyumbu, and his wife, Ndakachinyei, to lead the people towards a more peaceful, prosperous future. It will also take the evocation of the land's ultimate rulers. Events from Munyaradzi's family history, and his own actions, come together in the final battle against Paradza's evil reign.

Product Details

BN ID: 2940185974445
Publisher: RMPublishers Ltd
Publication date: 07/02/2024
Sold by: Barnes & Noble
Format: eBook
File size: 720 KB

About the Author

Alfred Vhezha akaberekwa musi wa15 January 1984 paSt. Theresa’s Hospital kwaChirumanzu. Dzidzo yake yekutanga akaiitira paMavhaire Primary ndokuzoenda paTaringana Secondary kwakare kwaChirumanzu. Muna 2005 akanodzidzira kuve mudzidzisi paBondolfi Teachers’ College kuMasvingo ndokuzoita Bachelor of Education in Sociology paGreat Zimbabwe University. Akatanga kunyora Chinobhururuka Chinomhara muna 2014 rikapera muna 2016. Ane nganopfupi dzeChirungu gumi neshanu dzisati dzatsikiswa zvakare ane tarisiro yekunyora mamwe mabhuku eChiShona neeChirungu.
From the B&N Reads Blog

Customer Reviews